Oliver 'Tuku' Mtukudzi — Murimi Munhu tekst piosenki i tłumaczenie

Strona zawiera teksty i polskie tłumaczenie piosenki "Murimi Munhu", wykonawca: Oliver 'Tuku' Mtukudzi.

Tekst piosenki

Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Murimi munhu, ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimbi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Ivhu ndoonyika
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen’a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve muimbi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh

Tłumaczenie tekstu piosenki

Wuuuuu, AAAA
SVK SVK, AAAA
Wuuuuu, Pustkowie ayhu
Munhu Murimi, ayhu ayhu
Murimi munhu
Pustkowie ozhu (ozhu ndonyika)
Munhu Murimi, ayhu ayhu (
murimi Riine)
Murimi munhu Murimi muszą toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana Murimi czy toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama HIP Murimi muszą toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana ojca Кувэ muvhimi (kudya) Kana muimimi (kudya zvemurimi) Кувэ munyori (kudya) Kana musori (kudya zvemurimi) Madzibaba (kudya) Nesuwo venungo (zvemurimi) Wuuuuu, aaaa WSK WSK, aaaa Wuuuuu, nieużytki ayhu Отху ostrzeżenie Murimi munhu, ayhu ayhu (Риине murimi) Murimi munhu, nieużytki ayhu (ayhu Ayhika) Murimi munhu, ayhu ayhu (Риине murimi) Murimi munhu Murimi muszą toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana Murimi czy toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama HIP Murimi muszą toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana ojca Кува mudealer (kudya) Kana Мацола (kudya zvemurimi) nimi mafero (kudya) Nemi efekty (kudya zvemurimi) Blazzo (kudya) Nemi Magen a (zvemurimi) hmm.
Мурими musi Торака Бадза уриме, mvura nevhu zvoyanana Мурими czy Торака бадза уриме, nehunyadzi hwako torarama isu Мурими musi Торака Бадза уриме, mvura nevhu zvoyanana tetewo Ku mushandi (kudya) Kana Mutambi (kudya zvemurimi) Ku muke muku (kudya) Kana kapwere (kudya zvemurimurimi) Madzimbo (kudya) fala (kudya) Kana Muvhimi (kudya zvemurimi) Kuve mutongi (kudya) Kana mutori (kudya zvemurimi) madzibaba (kudya) Nemi gwenyambira (zvemurimi) wuuuu, ahhh wuu, Ahhh wuu